JOIN THE ZIMSPHERE WHATSAPP NEWS CHANN

REFRESHING SOUNDS - Silent Killer, Mulundukwa Lyrics

 By ZimLyric 






Intro

Oskid,  (Kuffu, Rufu)

Mabhaghidhi, emchunha 

Kwete Covid 

Kontsom!

 

Verse 1

Havafe vandikunda kinde 

Pakunanga pakujunga sinde  

Saka tokurunga sinde 

Kunanganisa pamwe nekujunga, buda upinde 

Hakuna kachimoko kanosunga sinde  

Kana zvaakunzi taakuda sinde  

Kana uchifunga handiite  

Musadhibhe, kuti ndinoita kekuputitsa semhandire 

Isusu hatiudzwi kunzi aka ndekanhingi  

Nekuti tinoirovera musink  

Ndisu varidzi vekupassa rink  

Kubva taisiya taizora ne ink  

Mugavazi, havasi kuti vazi  

Munhau dzesex, pamwe nemadrugs  

Chibva wazviziva kubva nhasi  

Togona kungorasvi bhibhe kora  

Zvataiita nemsikana ainzi Nomhlanje  

Aida Two Keys neMbanje  

Aibaka mukaka (?) mudenga (?) kunge makanje  

Achidzikaka dzegakanje  

Taipinda challenge  

Asi kupera kwematch aipera ane bandage 

Tangira mubedroom, taizozvipedzera mupassage 

 

Hook

Hamusati mawuona Mulundukwa

Unenge uchichukuchwa

Kugukwa pachirukwa

Achisuka, vamwe vachibukwa, Zukwa

Jukwa, akauona mulundukwa 

Uchimainwa mulundukwa

Ah, akatsinzinya, waitowaina mulundukwa

 

Verse 2

Hatiite zveku reasoner 

Fanike ukationa tiripamusoro pemulundukwa

Gucca tichidhulula 

Kana uchida kuziva skiri redu enda unori googler

Fanike akamudhura, totoita kunge tikumufinhura

Shamira, svisvina ramba wakamira, wakatarisa pamirror

Usafe wakamira nekuti yako yakamira

Tsveruka tsveruka tsveruka tsveruka tsveruka

Isusu tinouyeka kuti hatitozotsverutswa

Nekuti vanozototirerutsa, magara makatotipeputsa

Saka ndati ita wekuvhunha mchunha

Unenge wagona unenge watsvunha

Madhunamutuna, skuna! 

Uchikasiya kakaoma sechitunha

Anokwanisa kutilaina mulainiro wemulundukwa pakati penyu hakuna

Skuna! Saka ndati, Zida anoida milundukwa

Onezi, kuMwenezi vanoida milundukwa

Nemafriends, angu toirevera mufence milundukwa

Oskid, auya nebhaghidhi rakazara muchunha

Five Star vanoida, milundukwa (one ah dem)

Mdara Wila vachi willa vanoida 

Gushaz, mulundukwa

Riverside, mulundukwa

Gosso! 

 

Hook

Hamusati maiona Mulundukwa

Unenge uchichukuchwa

Guka pachisukwa achirukwa

Vamwe vachibukwa, Zukwa

Jukwa, akauona mulundukwa 

Uchimainwa mulundukwa

Akatsinzinya, waitowaina mulundukwa

Post a Comment

0 Comments